Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbada imhuka ine ruvara rwakada kuita seranjisi nezvidenderedzi zvitema, yakafanana nekatsi asi iyo iri hombe.
1
Mbada imhuka ine ruvara rwakada kuita seranjisi nezvidenderedzi zvitema, yakafanana nekatsi asi iyo iri hombe.
Ukatevera shezhu unogona kuona nyuchi dziri munhango asi chenjere inogona kukuonesa nyoka kana mbada.
Vakomana vakadzika mugomo vachiti wiriwiri kutiza mbada.
Kuti ranganyu kusvetuka zvisina mhere-mhere, sezvinoita katsi kana mbada.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbadza
k it. Kubhazhura.
VerengaSwipe for the next word