KwaunobvaDuramazwiMmba mba mba

Duramazwi

mba mba mba

mbaramba-a

Zvinoreva

Kana kunze kwati mba mba mba utonga hunenge hwatsvuka, kwava kutanga kuedza.

Kana chipfeko chichiti mba mba mba nomuviri chinenge chiri chidiki uye chichishinya.

1

Kana munhu achiti mba mba mba chokunwa anenge achimwa achiita zvokuzadza matama.

2

3

Kuti mba mba mba kusunga chinhu zvakasimbisisa.

4

Kana munhu achiti mba mba mba chokunwa anenge achimwa achiita zvokuzadza matama.

Zvakafanana

mbara · mba-a

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mba [mbi]

Kuti mba kubata chinhu nechanza cheruoko.

Verenga

Swipe for the next word