KwaunobvaDuramazwiMmba [mbi]

Duramazwi

mba [mbi]

Zvinoreva

Kuti mba kubata chinhu nechanza cheruoko.

1

Kuti mba kubata chinhu nechanza cheruoko.

2

Kuti mba kutora zvinhu zvakawanda nemaoko.

3

Kuti mba kudzvanyidzira chinhu zvine simba.

Akanditi mba maoko ndikatadza kupukunyura.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word