Duramazwi · zita
mbabvu
rib
nhiirumbabvu
Duramazwi · zita
rib
Mbabvu mapfupa anotandika kumativi emunhu kana mhuka, achibvira pamusana achisangana pachipfuva.
Mbabvu mapfupa anotandika kumativi emunhu kana mhuka, achibvira pamusana achisangana pachipfuva.
Haaa ndakarutsazve imi, kurutsa zvekusvika mbabvu dzakurwadza.
Haangasari akavata pasi kudaro angatonzwa mbabvu.
Rutivi rwomunhu inhengo dzomuviri wake kusanganisa mbabvu dzake.
nhii · rumbabvu
Duramazwi
01 / 03mbada
Mbada imhuka ine ruvara rwakada kuita seranjisi nezvidenderedzi zvitema, yakafanana nekatsi asi iyo iri hombe.
VerengaSwipe for the next word