KwaunobvaDuramazwiMmazwifanana

Duramazwi · zita

mazwifanana

Zvinoreva

Fananadudziro.

1

Fananadudziro.

Tinodawo kuti unge wokwanisa kupa mienzaniso uye kutsanangura mazwifanana uchimashandisawo pakuumba zvirevo.

Une mazwifanana akadai here mudura rako reChiShona?

Mazwi akadai ndiwo anonzi mazwifanana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mba

Muchina unotengeswa nenzira yerubatsiro.

Verenga

Swipe for the next word