KwaunobvaDuramazwiKkamba

Duramazwi · zita

kamba

tortoise · police camp

chibodeshasha

Zvinoreva

Kamba chipuka chine gwati rakaomarara rakachiputira, machinozvihwandisa kana chaona muvengi.

Kana munhu achinzi akakamba anenge akatsvaka mishonga yokuzvichengetedza nokuzvidzivirira.

Kukamba kuronga kuita zvimwe zvinhu munhu achinatsa kuongorora mafambisirwo azvo.

Kukamba kufema mweya uchipinda mumhino dzako.

Kukamba michero kusarura yakaibva uchisiya isati.

Kamba muzinda unogara mapurisa kana mauto.

uto kuti asaonekwe nyore, zvinosanganisira mashizha, mapazi emiti, pendi nezvimwewo.

1

Manenji kuona kamba ichitamba nembudzi.

Nzou akati kuna Kamba ekwo ekwo vanakamba, munofunga kuti mungaburitsa mvura isu tatadza here?

Aka kamba kanovakirwa kuseri kweimba huru, kanowanzogara maroja kana vasevenzi vepamba.

2

3

Kukamba kuronga kuita zvimwe zvinhu munhu achinatsa kuongorora mafambisirwo azvo.

Aka kamba kanovakirwa kuseri kweimba huru, kanowanzogara maroja kana vasevenzi vepamba.

Taga kamba kadiki kanovakwa kumunda, kanogara munhu kana achirinda mbeu.

Tsapi kamba kadiki kanochengeterwa mhunga kana rukweza rusati rwapurwa.

4

Kukamba kufema mweya uchipinda mumhino dzako.

Uchenjere kukamba mweya wemushonga uyu, unokuvadza.

Chitumba kamba kekumbofanorara imba chaiyo isati yapera kuvakwa.

Chitumba kamba kasina kuvakwa zvakanaka kasingayemuriki.

5

Kukamba michero kusarura yakaibva uchisiya isati.

Chitumba kamba kekumbofanorara imba chaiyo isati yapera kuvakwa.

Chitumba kamba kasina kuvakwa zvakanaka kasingayemuriki.

Kamba muzinda unogara mapurisa kana mauto.

6

Chitumba kamba kanovakwa kumunda panzvimbo yakakwirira, munogara vanhu, zvekuti vanokwanisa kuona zvingada kudya minda yavo vari kure.

Uchenjere kukamba mweya wemushonga uyu, unokuvadza.

7

uto kuti asaonekwe nyore, zvinosanganisira mashizha, mapazi emiti, pendi nezvimwewo.

Kamba muzinda unogara mapurisa kana mauto.

Chitumba kamba kanovakwa kumunda panzvimbo yakakwirira, munogara vanhu, zvekuti vanokwanisa kuona zvingada kudya minda yavo vari kure.

Uchenjere kukamba mweya wemushonga uyu, unokuvadza.

8

Izvi zvipfeko zvemasoja zvine mavara akasvibira, zvavanowanzopfeka kana vachienda kuhondo kuitira kuti vasakurumidze kuonekwa nemuvengi.

Zvakafanana

chibode

Mwana wa

shasha

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word