KwaunobvaDuramazwiKkambaira

Duramazwi · chiito

kambaira

crawl

-kambadza

Zvinoreva

Kukambaira kufamba munhu achishandisa maoko namabvi. Mwana anotanga kukambaira asati asimuka kana kufamba.

1

Chinotanga kukambaira, kufamba kunouya kwega.

Kuzverereka kufamba munhu uchiita zvokukambaira senzira yokusada kuonekwa.

Kukambaira kufamba munhu achishandisa maoko namabvi. Mwana anotanga kukambaira asati asimuka kana kufamba.

Zvakafanana

-kambadza

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word