Duramazwi02 / 03kamberevereKana vanhu vachiti kamwe kanhu kamberevere vanenge vachireva kuti kadiki.Verenga→
Duramazwi03 / 03kambiraKukambira nyaya kungoerekana waipindira usati wanyatsoibata kana kunzwisisa kuti vamwe vari kuti chii.Verenga→