KwaunobvaDuramazwiMmbakumba

Duramazwi · zita

mbakumba

Zvinoreva

Shangara.

1

Shangara.

Kana munhu achigiya anenge achitsika pasi zvine simba achidzana. Vanotamba mbakumba vanoita pasi pokugiya.

Gumbakumba iredhiyo huru uye inorira zvinoenda kure kwazvo.

Gumbakumba kamuti kanoita mudzi wakazvimba sembambaira pasi. Vanhu kare vaishandisa gumbakumba kudzidzira kunangisa miseve kana tsvimbo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbama

Kana munhu akarohwa mbama anenge arohwa nemukati meruoko.

Verenga

Swipe for the next word