Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akarohwa mbama anenge arohwa nemukati meruoko.
1
Kana munhu akarohwa mbama anenge arohwa nemukati meruoko.
Akarohwa mbama kumeso akaona nyenyedzi.
Aida kukanda Tanaka mashoko makukutu asi mbama yaaimbenge apihwa yainge yamudzikamisa zvishoma.
Tadiwa akangonzi zete mbama achinowira kwakadaro uko.
2
Mbama mukati meruoko.
Zvakafanana
gwati · futuda · rupi
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbambaira
yam
VerengaSwipe for the next word