KwaunobvaDuramazwiMmbambanyara

Duramazwi

mbambanyara

Zvinoreva

Mbadi KD kanu. Mbadi izwi rinoshandiswa pakubvunza utano kana kuti upenyu hwevamwe vanhu.

1

Mbadi KD kanu. Mbadi izwi rinoshandiswa pakubvunza utano kana kuti upenyu hwevamwe vanhu.

Mbadi yere Sekuru vako vaimborwara vaye?

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbambara

Mbambara imhepo inovhuvhuta ichibva kumaodzanyemba ichienda kuchamhembe.

Verenga

Swipe for the next word