Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbambara imhepo inovhuvhuta ichibva kumaodzanyemba ichienda kuchamhembe.
Mbambara muchero wakatenderera unobuda mukaka unotabvuka kana uri mumbishi uye unosviba kana waibva.

Mvura yembambara tiza ichabva kure.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbambaridza
Kana ukambambaridza chinhu unenge wachisunga uchiita zvokuchimoneredza netambo dzakawanda.
VerengaSwipe for the next word