Duramazwi · zita
gwati
scab
Duramazwi · zita
scab
Chirimbani.
Gwande kana chirata.
Chirimbani.
Kana ari saVhaireti, mudzimai wemufi, akaona sekuti ainge arohwa gwati kumeso richibva rangomupofomadza pakarepo.
Gomati muti une gwati rakasvibira, rine maburi, uye rinouraya kana rikadyiwa.
Dzedze kamuti kane gwati dema kanowanikwa munzvimbo dzine uswa hwakawanda.
Gwande kana chirata.
Kana ari saVhaireti, mudzimai wemufi, akaona sekuti ainge arohwa gwati kumeso richibva rangomupofomadza pakarepo.
Gomati muti une gwati rakasvibira, rine maburi, uye rinouraya kana rikadyiwa.
Gwati iganda rinokwaturwa pamuti mukuru, riri hombe, uye rakakora.
Gwati chirata chinoshandiswa kubvisa marara anenge atsvairwa kana dota pachoto.
Gwati miti midiki inenge yakaungana pamwe chete.
Huku ivi vakasiva dendere yondokandira mazai avo mugwati munogara nyoka.
chidhengesero · gwande · chikwande
Duramazwi
01 / 03gwatidza
Kugwatidza kuunza zvinhu pamwe chete kuti pave nokunamatirana.
VerengaSwipe for the next word