Duramazwi · zita
ganda
skinned · rind · skin
Duramazwi · zita
skinned · rind · skin
Ganda inhengo yakaputira muviri wemunhu, mhuka kana miti.
Kubhidhirika.
Ganda inhengo yakaputira muviri wemunhu, mhuka kana miti.
Ane ganda ane nyama hazvienzane nowakabata hohwa.
Kutaura kwowadye ganda kunokunda wadya mushuna.
Mudyahacha muti une ganda rakakwasharara uye rakasvibira uchiita maruva machena.
Kubhidhirika.
Ane ganda ane nyama hazvienzane nowakabata hohwa.
Kutaura kwowadye ganda kunokunda wadya mushuna.
Uyu mudziyo wakapinza unoshandiswa pakupara kana pakuvhiya ganda remhuka yaurawa.
Duramazwi
01 / 03gandaira
Kugandaira kufambisa kwemunhu anenge ashatirwa.
VerengaSwipe for the next word