Duramazwi · zita
gandanga
terrorist
nyamusenga lagambinga
Duramazwi · zita
terrorist
Munhu mhondi kana akapanduka.
Munhu mhondi kana akapanduka.
Gandanga munhu anoita semhuka pakuti ashandisa masimba ake chero pasina kufanira, kuti awane zvaanoda.
Gandanga munhu anohwandira vanhu achivauraya.
Gandanga murwi kana muuto anenge apanduka.
Gandanga munhu anoita semhuka pakuti ashandisa masimba ake chero pasina kufanira, kuti awane zvaanoda.
Gandanga munhu anohwandira vanhu achivauraya.
Gandanga murwi kana muuto anenge apanduka.
nyamusenga la · gambinga
Duramazwi
01 / 03gandanhamo
Gandanhamo mweya wakaipa unounza munyama pamunhu.
VerengaSwipe for the next word