Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chidhauro munhu anorova zvakanyanya zvokukuvadza.
1
Chidhauro munhu anorova zvakanyanya zvokukuvadza.
Murume uyu akatizwa nevakadzi vakawanda nokuti chidhauro pakurova.
Chidhauro munhu anorova zvakanyanya zvokukuvadza.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidhavasha
Chidhavasha rudzi rwehuku pfupi ino muviri mudiki uye inofamba ichiita seinozvuva ivhu pasi.
VerengaSwipe for the next word