Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matigimu munhu ane mukundo uye anongorova vamwe nguva dzose.
1
Matigimu munhu ane mukundo uye anongorova vamwe nguva dzose.
Matigimu munhu ane mukundo uye anongorova vamwe nguva dzose.
Kuti yangarara misodzi kumeso kuzara kwayo mumaziso. Matigimu akati misodzi mumaziso yangarara anzwa kuti akundikana mubvunzo rake.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matika
Matika inzira yokutonona uchiedza kunzvenga dombo kana chimwe chinhu chinenge chakandwa kwauri.
VerengaSwipe for the next word