KwaunobvaDuramazwiMmatewo

Zvinoreva

Matewo kugadzikana kwezvinhu zvese zvichinyatsofamba zvakanaka.

1

Matewo kugadzikana kwezvinhu zvese zvichinyatsofamba zvakanaka.

Akabvunzwa naambuya vake kuti kuuya kwake aive matewo here, akati hongu paive pasina chakashata kumusha.

Matewo kugadzikana kwezvinhu zvese zvichinyatsofamba zvakanaka.

Zvakafanana

muchete

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mateya

Kana munhu aine mateya anenge ane makumbo akakombera mukati, achiita mumwe mutsikiro unoteedzera zvakaita makumbo ake.

Verenga

Swipe for the next word