KwaunobvaDuramazwiRrugare

Duramazwi · zita

rugare

affluence · peaceable · peacemaking · peace · peaceful

dekarorudekaro

Zvinoreva

Rugare kurarama upenyu husina matambudziko.

Rugare muriwo unorimwa turi tumhodzi kana kudyarwa ari manhungirwa, unoreba chaizvo, uye unononoka kutumbuka.

1

Rugare kurarama upenyu husina matambudziko.

Kumba kwavo vakatozviudza kuti havasvikeko futi sezvo kwainge kusisina rugare.

Rugare rwako mwanangu, harusi uko kana uko, Rugare rwuri mumoyo mako.

Munhu akazviwanira shefu wake anenge agara rugare nomuhuro.

2

Rugare muriwo unorimwa turi tumhodzi kana kudyarwa ari manhungirwa, unoreba chaizvo, uye unononoka kutumbuka.

Rugare rwako mwanangu, harusi uko kana uko, Rugare rwuri mumoyo mako.

Andrew: kkkkkkkkkk, inga une rugare hako.

Kuomesera munhu kumuitira zvinhu zvoutsinye zvinoita kuti ashaye rugare.

Zvakafanana

dekaro · rudekaro

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rugaro

Rugaro mamiriro eupenyu hwemunhu. Rugaro rwake rwokudya zvokupambara, harufadzi vamwe.

Verenga

Swipe for the next word