KwaunobvaDuramazwiMmaterera

Duramazwi · zita

materera

sarapavana la

Zvinoreva

Kana munhu akapiwa materera anenge asarudzwa kuti ave iye achachengeta vana vomufi.

1

Kana munhu achitonga materera anenge ambofanoiswa pachinzvimbo chamambo afa, kusvikira nguva ichazogadzwa mambo mutsva.

2

Zvakafanana

sarapavana la

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word