KwaunobvaDuramazwiMmateru

Duramazwi · zita

materu

slope · slopes

mudzikisirwamudzaswamukwidza

Zvinoreva

Materu inzvimbo yakatenukira zasi.

1

Materu inzvimbo yakatenukira zasi.

Kuti dzaa kufamba panzvimbo ine materu uchibva kwakakwirira uchienda kwakadzikira.

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu kana zvinhu zvakawanda, zvichidzika materu.

Kundurudza kumhanyisa munhu, mhuka, chifambiso kana chimwewo chinhu panzvimbo ine materu.

Zvakafanana

mudzikisirwa · mudzaswa

Zvakasiyana

mukwidza

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word