Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ichi chibvumirano pakati pevaviri kuti vanozopanana chii, kana mumwe nemumwe aitira mumwe wacho chimwe chinhu.
1
Ichi chibvumirano pakati pevaviri kuti vanozopanana chii, kana mumwe nemumwe aitira mumwe wacho chimwe chinhu.
Chipo naSofi vakaitirana mutenganagudo apo Chipo akati aizopa Sofi hembe kana Sofi amuwachira.
Zvakafanana
mupananawegudo
Zvine chekuita
maoko egudo · mutenganiso
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matepe
Matepe rudzi rwembira inowanzoridzwa nevanhu vechiKorekore.
VerengaSwipe for the next word