Duramazwi · zita
matenga
heavens
Duramazwi · zita
heavens
Matenga idoro rekutaridza musha, rinobikwa nemunhu ari kutanga kugara munzvimbo sechiratidzo chekutenda midzimu yenzvimbo iyi.
Matenga inyika iri kure kunonzi ndiko kunogara midzimu.

Takarara kumunamato weusiku hwose kwaMai Matenga avo vanosimbirwa nomuviri.
Tinochachamadza matenga edzimba nebango rinoiswa pakati pemba rakabaya chiruvi.
Dutu imhepo ine simba guru, inotibura ivhu zhinji nokukwatura matenga edzimba.
Matenga inyika iri kure kunonzi ndiko kunogara midzimu.
Dutu imhepo ine simba guru, inotibura ivhu zhinji nokukwatura matenga edzimba.
Kana munhu akati matenga andiona anenge ari kutaura kuti midzimu yake yamupa makomborero.
Kana dzimba dzeuswa dzachoronoka matenga, humwe uswa hunenge hwakadzipfirira hunenge hwabva.
matavapano
Duramazwi
01 / 03matenga andiona
Kana munhu akati matenga andiona anenge ari kutaura kuti midzimu yake yamupa makomborero.
VerengaSwipe for the next word