KwaunobvaDuramazwiMmatendeswa

Duramazwi · zita

matendeswa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane matendeswa anenge ane tsika yokungotenda chose chose chaapiwa kana kuitirwa, chero chiri chidiki sei.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

matendo

Matendo mazwi, kuuchira kana zvimwewo zvinotaridza kufara pane zvawapiwa kana kuitirwa.

Verenga

Swipe for the next word