KwaunobvaDuramazwiMmatemo

Duramazwi · zita

matemo

Zvinoreva

Bhabharasi.

1

Bhabharasi.

Muururo isimbi yakatesvera mberi, inopiswa yobooreswa zvinhu zvakaita semipinyi yemapadza kana matemo.

Noro idombo rinoshandiswa kurodza matemo nemapanga.

Simbi chiwanikwa chakaomarara kudarika dombo, asi icho chichibikwa kubva mumatombo, chozogadziriswa zvakaita se-matemo, mazen'e kana njanji.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

matendeswa

Kana munhu achinzi ane matendeswa anenge ane tsika yokungotenda chose chose chaapiwa kana kuitirwa, chero chiri chidiki sei.

Verenga

Swipe for the next word