Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhabharasi kurukutika nokutemwa nomusoro uye kusada chikafu kunoitwa nomunhu anenge arara akanyanya kudhakwa nehwahwa.
1

Mamutsamovo idoro rinonwiwa kuti munhu abvise bhabharasi.
Matapi idoro rinonwiwa kuti munhu abvise bhabharasi.
Bhabharasi kurukutika nokutemwa nomusoro uye kusada chikafu kunoitwa nomunhu anenge arara akanyanya kudhakwa nehwahwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhabharazi
Kunzwika kurwara mushure mekumwa doro rakawandisa (hangover).
VerengaSwipe for the next word