KwaunobvaDuramazwiBbhabharazi

Duramazwi · zita

bhabharazi

Zvinoreva

Kunzwika kurwara mushure mekumwa doro rakawandisa (hangover).

1

Kunzwika kurwara mushure mekumwa doro rakawandisa (hangover).

Masanhu chimwiwa chinodhaka chinomwiwa mangwanani kana munhu achirapa bhabharazi.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word