Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bhabhangu kudhidha uchirova mvura nemakumbo zvine simba.
1
Kuti bhabhangu kudhidha uchirova mvura nemakumbo zvine simba.
Kuti bhabhangu kudhidha uchirova mvura nemakumbo zvine simba.
Mubhabhangu kudhidha uchiita zvokurova mvura nemaoko kana nemakumbo zvichiita karuzha.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhabhanu
Kuti bhabhanu kupetenuka kunoita sezvakaita jira kana bepa rakapetwa.
VerengaSwipe for the next word