KwaunobvaDuramazwiSshure

Duramazwi

shure

backward · behind · rear · stern · back

Zvinoreva

Tinoshandisa shure kubatanidza zvirevo zvinenge zvakaitika zvichitevedzana.

Tinoshandisa shure kureva nguva inenge ichizotevera kana yakazotevera.

1

Tinoshandisa shure kubatanidza zvirevo zvinenge zvakaitika zvichitevedzana.

Ndichazotsvaira shure kwekunge ndambopedza kubika.

Ini ndaingotevera shure kwamama nekuti ndivo vaiziva kwavaienda.

Iwe ndipo powoda kutidzorera shure, hauchagoni kutidzosera kuudzvanyiriri hwekare.

2

Tinoshandisa shure kureva nguva inenge ichizotevera kana yakazotevera.

Shure kwekuvhuvhuta mhepo huru, kwakazotanga kunaya mvura huru.

Ini ndaingotevera shure kwamama nekuti ndivo vaiziva kwavaienda.

Vadzidzisi vedu vave kutoratidza kuti vakasarira shure zvachose panyaya dzekushandisa makombiyuta iwaya.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shure [sure]

Shure inzvimbo yawafuratira, kana kuti kwawabva.

Verenga

Swipe for the next word