KwaunobvaDuramazwiSshure [sure]

Zvinoreva

Shure inzvimbo yawafuratira, kana kuti kwawabva.

1

Shure inzvimbo yawafuratira, kana kuti kwawabva.

2

Shure ndekwaunenge wabva uchienda kumwe kunhu.

Kwakadini shure kwamakabva?

Zvakafanana

kumashure

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shuridzira

Kudaidza nhamo kana huroyi pamusoro pemumwe.

Verenga

Swipe for the next word