Duramazwi
shurikirwa
lonely
Duramazwi
lonely
Kuwe wakasangana nezvinhu zvinozivisa rufu kana nhamo.
Kuwe wakasangana nezvinhu zvinozivisa rufu kana nhamo.
Kana munhu akati tunguzuzu anenge agere akanyarara, kazhinji akashurikirwa.
Kutandadza kugara navamwe uchiita nyaya navo kuti vasashurikirwa.
Kana munhu akangoti tutururu anenge akashurikirwa.
Duramazwi
01 / 03shurira
Kana munhu akakushurira anenge akuitira zvinhu zwawanga usingatarisiri kwaari, zvokuti unozofunga kuti zvaitika zvacho chingangova chiratidzo chokuti kuchaitika zvimwe zvisina kunaka mberi.
VerengaSwipe for the next word