KwaunobvaDuramazwiSshurira

Duramazwi

shurira

Zvinoreva

Kana munhu akakushurira anenge akuitira zvinhu zwawanga usingatarisiri kwaari, zvokuti unozofunga kuti zvaitika zvacho chingangova chiratidzo chokuti kuchaitika zvimwe zvisina kunaka mberi.

1

Kana gangemukange rikakushurira rinenge rakuruma neshure kwaro.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shurire

Shurire mucherechedzo wokuti kungangoitika zvinhu zvakashata.

Verenga

Swipe for the next word