Duramazwi02 / 03shuriraKana munhu akakushurira anenge akuitira zvinhu zwawanga usingatarisiri kwaari, zvokuti unozofunga kuti zvaitika zvacho chingangova chiratidzo chokuti kuchaitika zvimwe zvisina kunaka mberi.Verenga→