KwaunobvaDuramazwiMmusana

Duramazwi · zita

musana

spinal · back · lumber

-mutsana

Zvinoreva

Musana inhengo yomunhu kana mhuka, yekuseri kwake, inobvira pamapendekete kusvika kumagaro.

1

Vakamurova vakatsika musana wake iye ari pasi.

Chipotswa chaakawana kubasa ndicho chakamuvhuna musana.

Anofamba akakokonyara musana segudo.

2

Vakamurova vakatsika musana wake iye ari pasi.

Chipotswa chaakawana kubasa ndicho chakamuvhuna musana.

Anofamba akakokonyara musana segudo.

3

Musana inhengo yomunhu kana mhuka, yekuseri kwake, inobvira pamapendekete kusvika kumagaro.

Mungurau mushonga wokusimbisa musana unoiswa muchinwiwa navanhurume vachiunwa.

Aya matambiro okuti munhu anenge akabata musana nemaoko ose, akamisa chiuno.

Kuti difa kufonyokera musana kunoitwa navanhu vakura, vasisagone kufamba vakati tasa.

4

Musana chirwere chinorwadzira pamagodo eseri komuviri, chinokonzerwa nokushandisa muviri zvakanyanya.

5

Mushapato.

6

Chavakuru.

Zvine chekuita

-mutsana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musande

Musande munhu akanakisisa akafa achiteedza kuda kwaMwari.

Verenga

Swipe for the next word