Duramazwi · zita
Zvinoreva
Musandukwa munhu anombopinduka kuita mhuka, kana kuti mhuka inombopinduka kuita munhu.
1

Vana vanofarira ngano dzine musandukwa.
Musandukwa munhu anombopinduka kuita mhuka, kana kuti mhuka inombopinduka kuita munhu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03musandusandu
Uku kupinduka kwezvinhu iwe usingazvifungiri.
VerengaSwipe for the next word