KwaunobvaDuramazwiMmusandu

Duramazwi · zita

musandu

Zvinoreva

Mupindu.

1

Mupindu.

Kana munhu achinzi ndigoremusandu ane-nge achigaroshandura maitiro ake nguva nenguva zvokuti vanhu havazonzwisisi zvaanoda chaizvo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

musandukwa

Musandukwa munhu anombopinduka kuita mhuka, kana kuti mhuka inombopinduka kuita munhu.

Verenga

Swipe for the next word