KwaunobvaDuramazwiMmusanganiswa

Duramazwi · zita

musanganiswa

assortment · mixture

1

Chikanyiwa musanganiswa weupfu kana chimwewo chinhu nemvura. Amai vaita chingwa chechikanyiwa.

Zvine chekuita

masanganiswa

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word