Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zvinhu zvakavhenganiswa asi izvo zvakasiyana.
1
Zvinhu zvakavhenganiswa asi izvo zvakasiyana.
Kana mwana achinzi muzanganiswa zvinenge zvichireva kuti amai vake vaihura, zvokuti baba vake chaivo havazikanwi.
2
Izvi zvinhu zvakasiyana-siyana zvinenge zvakaiswa panhu pamwe chete.
3
Aya marimire okudzvara mbeu dzakasiyana-siyana mumunda mumwe chete panguva imwe chete.
4
Kana mwana achinzi muzanganiswa zvinenge zvichireva kuti amai vake vaihura, zvokuti baba vake chaivo havazikanwi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muzani
Muzani chibundu chinowanikwa paura hwetsuro.
VerengaSwipe for the next word