KwaunobvaDuramazwiMmasanganiswa

Duramazwi · zita

masanganiswa

mixture

muvhenganiswamvengamadirwadiro

Zvinoreva

Ichi chinhu chimwe chete chinoumba nokuvhenganisa zvimwe zvakasiyana siyana.

1

Ichi chinhu chimwe chete chinoumba nokuvhenganisa zvimwe zvakasiyana siyana.

Ganyiwa masanganiswa eupfu kana furawa nemvura, zvinoshandiswa kubikisa chingwa.

Ichi chinhu chaichoicho chisiri chekunyepera. Tinoda vashamarari vanotaura ChiShona chemandorokwati, kwete masanganiswa kana chizvinozvino.

Sadza rinobikwa nemasanganiswa oupfu nemvura inopisa.

2

Iri idoro rinowanikwa kana masvusvu nemhanga zvavhenganiswa.

Zvakafanana

muvhenganiswa · mvenga · madirwa · diro

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word