KwaunobvaDuramazwiMmasandairira

Duramazwi · zita

masandairira

manandasundesundemasaisai

Zvinoreva

Iyi michinjiziri yemvura yakakwirira inokonzerwa nokufamba kwemhepo, inofamba ichiendawo kunoinda mhepo.

1

Iyi michinjiziri yemvura yakakwirira inokonzerwa nokufamba kwemhepo, inofamba ichiendawo kunoinda mhepo.

Kana mugungwa kana mudhamhu muchinzi makadzikama munenge musina masandairira.

Mafungu kusagadzikana kwemvura kunoitika pano-perera masandairira.

Kana hove ichivhundura i nenge ichifamba nenzira inoita kuti mvura izununguke kana kuita tumasandairira pamusoro.

Zvakafanana

mananda · sundesunde · masaisai

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word