KwaunobvaDuramazwiMmasamba

Duramazwi · zita

masamba

leaves

Zvinoreva

Masamba mashizha manyoro kana akaomeswa emutii, anoiswa mumvura inovira kuti iite putugadzike.

1

Bongora mugaba iro uone kana muchine masamba etii.

Anofarira tii zvekutosvisvina masamba achisvipa.

Masamba mashizha manyoro kana akaomeswa emutii, anoiswa mumvura inovira kuti iite putugadzike.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

masambo

Masambo iropa rinobuda munhukadzi kana ari kumwedzi.

Verenga

Swipe for the next word