KwaunobvaDuramazwiMmasanhu

Duramazwi · zita

masanhu

mamutsamoyo

Zvinoreva

Masanhu chimwiwa chinodhaka chinomwiwa mangwanani kana munhu achirapa bhabharazi.

1

Mushirara muti unovezeswa mipini yemapadza, masanhu nezvimwewo.

Musika muti wakasimba unogadziriswa mipini yemasanhu nemapadza.

Zvakafanana

mamutsamoyo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word