KwaunobvaDuramazwiMmasaramusi

Duramazwi · zita

masaramusi

mapipi

Zvinoreva

Kana munhu aine masaramusi anenge achingoita zvinhu zvisingagonekwi nevamwe uye achiita kunge anoshandisa mishonga yechivanhu.

1

Kana munhu aine masaramusi anenge achingoita zvinhu zvisingagonekwi nevamwe uye achiita kunge anoshandisa mishonga yechivanhu.

Murume uyu ane masaramusi akashandura munhu akave tsuro.

Magwedede mushonga unoita kuti munhu agone kuita masaramusi.

Zvakafanana

mapipi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word