Duramazwi · zita
masango
forests
Duramazwi · zita
forests
Kana munhu achinzi ari mumasango anenge achiita zvaari kuita ari kure nomusha wake achifamba nzvimbo dzakasiyana-siyana.
Kana munhu achinzi ari mumasango anenge achiita zvaari kuita ari kure nomusha wake achifamba nzvimbo dzakasiyana-siyana.
Kana munhu akanzi anopasura masango anenge achifamba kunzvimbo dzakasiyana-siyana nguva dzose.
Kana munhu afamba rwendo akanzi apasura masango anenge atova kure chose kubva pane vanenge vachitaura.
Masango kumadhorobha kunoenda vanhu kundotsvaka basa.
Aa ndimi masvika kubva Harare, kwakadini kumasangoyo?
Duramazwi
01 / 03masanhu
Masanhu chimwiwa chinodhaka chinomwiwa mangwanani kana munhu achirapa bhabharazi.
VerengaSwipe for the next word