KwaunobvaDuramazwiKkusango

Duramazwi · zita

kusango

Zvinoreva

Kudondo.

1

Kudondo.

Mamoyo akaona Maimhofu naDebra vachienda kusango.

Tadiwa akabva apfuura hake achienda kusango kwainge kuina BaTakue apo vainge vaneta nekumumirira, zvino vaigoita sei?

Tanaka ainge atiza atoenda hake kusango.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word