KwaunobvaDuramazwiMmasaridzwa

Duramazwi · zita

masaridzwa

surplus · remains

Zvinoreva

Masaridzwa ndezvinosara panzvimbo kana zvimwe zvakakosha zvabviswa kana kuti zvapera.

1

Masaridzwa vanhu vakuru vanenge vasara munzvimbo mushure mokunge vamwe vezera ravo vose vafa.

2

3

Zvine chekuita

musaridzwa

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word