Duramazwi01 / 03musarimaMusarima rudzi rwomuriwo unobikwa kubva mumashizha echimuti chidiki diki chinowanzomera mubani.Verenga→
Duramazwi03 / 03musariridzwaMusariridzwa ibasa, mari yomubhadharo kana zvimwewo zvinhu zvinosaririra mushure mokunge zvimwe zvose zvaitwa.Verenga→