Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bharanzi imari inenge yasara sezvakaita mubhangi mushure mokunge imwe yatorwa.
(manje) Bharanzi munhu asingazivi zvinhu zvakawanda uye ane ufuza.

Chibharanzi maitiro anonzi ndeemunhu akapusa, asingazivi zvechimanjemanje.

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bharasa
Bharasa inzvimbo yose inenge iri mukati memucherechedzo unoratidza panofanira muganhu wenzvimbo inovakirwa musha nomunhu.
VerengaSwipe for the next word