KwaunobvaDuramazwiBbhareta

Duramazwi · zita

bhareta

Zvinoreva

Bhareta inguwani isina bape rinobuda kunze, inowanzoti tsemete nomusoro kufanana nedzinowanzopfekwa namauto.

1

Sarudzai anongoramba achipfeka bhareta, asi rakabuda mufashoni kare kare.

Bhareta inguwani isina bape rinobuda kunze, inowanzoti tsemete nomusoro kufanana nedzinowanzopfekwa namauto.

Kana mota ichinzi yafuradha, inenge yazarisa peturo mukabhareta, yotoramba kumuka.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word