Duramazwi01 / 03bhasaBhasa izwi raimbosheedzwa naro munhu, kazhinji wechichena, anoshandirwa sezvakaita mumba kana mugadheni.Verenga→
Duramazwi02 / 03bhaseraBhasera ndechimwe chinhu chidiki chaunopuwa pachena muchitoro maunenge watenga chimwe chihombe kana kuti zvimwe zvakawanda.Verenga→